Books

Mukoko wenduri : muunganidwa wenduri nevanyori vakasiyana-siyana

Available as
Physical
Summary

"Mutauro chombo chikuru chinoyenzanisa pfungwa nekudzivandudza. Mukoko weNduri muunganidzwa wemashoko anojekesa nhunha dzavananyanduri, asi vachiriritira mutauro wechivanhu kuti usarova. Mumukoko m...

"Mutauro chombo chikuru chinoyenzanisa pfungwa nekudzivandudza. Mukoko weNduri muunganidzwa wemashoko anojekesa nhunha dzavananyanduri, asi vachiriritira mutauro wechivanhu kuti usarova. Mumukoko mumwe chete munowanikwa mhando dzakatsaukana dzenduri dzakarukwa nezvidobidobi zvakasiyana-siyana. Izvi zvakaitirwa kuti mumwe nemumwe awane chakewo chikamu chinomunzwisisa parere mwoyo. Bhuku rino rakavivitira tsika namagariro azuro neanhasi. Chakanaka chinopembedzwa. Chakaipa chinotukwa. Vhurai murave."--Page 4 of cover.

Details

Additional Information